Accessibility links

Breaking News

Mamiriyoni Manomwe Oda Rubatsiro rweChikafu


Sangano re World Food Program, WFP, rinoti huwandu hwevanhu vanoda rubatsiro rwechikafu munyika huri kuramba huchikwirira. WFP inoti vanhu vanoda chikafu munyika yose vave kudarika mamiriyoni manonwe.

Nyanzvi munyaya dzezvekurima, uye vari mutevedzeri wemunyori anoona nezve kuburitswa kwemashoko muMDC inotungamirwa naVaArthu Mutambara, VaRenson Gasela, vanoti kunyange hazvo goho regore rino richange rakaderera, pari zvino vanhu vari kubatsirikana nekudya mapudzi uye chibage chinyoro kubva muminda yavo.

Brenda Moyo weStudio7 aita hurukuro naVaGasela kuti zvavari kuona munzvimbo dzavanoshanya.


Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7...

XS
SM
MD
LG