Accessibility links

Breaking News

Zimbabwe Yotashurana neGhana neMuvhuro kuIvory Coast


Chikwata chenhabvu chemaWarriors chichasimuka munyika neChishanu chakananga kumakwikwi ekutanga e African Championship Of Nations Cup, ayo achatanga neMumvuro muguta reBouake kuIvory Coast.Zvikwata zvenhau zvemuAfrica zvichnage zviri kumakwikwi aya,

Chikwata cheZimbabwe chichatamba nezvikwata zviri muGroup B, izvo zvinosanganisira Black Stars yekuGhana, Democratic Republic Of Congo ne Libya. Zimbabwe iri kutanga kutamba neGhana svondo rinouya neMuvhuro.

Vatambi vachatamba pamakwikwi aya vatambi vasingatambire kunze kwenyika.

Marvellous Mhlanga Nyahuye weStudio7 aita hurukuro nemurairidzi wechikwata chemaWarriors, VaSunday Chidzambwa, kuti tinzwe zvizere nezvemitambo iyi.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7…

XS
SM
MD
LG