Accessibility links

Breaking News

Korera Yoramba Ichiuraya Vanhu Munyika


Sangano re World Health Organization rinoti vanhu vafa nekorera kubva payakatanga muna Nyamavhuvhu, vasvika pazviuru zvitatu nemazana manomwe ane gumi nevaviri, kana kuti 3 712, uye vanhu vakabatwa nechirwere ichi vasvika pa 78 882.

Sangano re Action Aid rinoti riri kuita basa rekudzidzisa vanhu kuti vazvidzivirire kuchirwere chekorera icho chiri kuramba chichiuraya vanhu vakawanda munyika. Sangano iri rinotiwo chirwere chekorera chiri kuwanda kumaruwa mazuva sezvo vanhu vari kutapurirana chirwere ichi munguva dzeparufu, kana pamichato..

VaZvidzai Maburutse vanoshanda ne Action Aid. Patience Rusere weStudio7 aita hurukuro naVaMaburutse kuti tinzwe maonero avo.


Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7...

XS
SM
MD
LG