Accessibility links

Breaking News

UNICEF Inoti Mvura Ndoyakodzera Chirwere CheCholera


Sangano reUNICEF rinoti vanhu vafa nechirwere checholera kubva pachakatanga, vasvika pa 1, 174. Sangano iri rinotiwo vanhu vakabatwa nechirwere ichi vanosvika 23, 712 kubva pachakatana muna Nyamavhuvhu.

Sangano re World Health Organization rinotiwo vanhu vanodarika zviuru makumi matanhatu vanogona kubatwa nechirwere ichi pabosvika mwedzi wakurume gore rinouya.


VaBlessing Chebundo inyanzvi munyaya dzezve hutano, uye vaimbove sachigaro vekomiti inoona nezve hutano muparamende.


Patience Rusere weStudio 7 aita hurukuro naVaChebundo kuti tinzwe zvavari kuona munyika.

More reports from VOA's Studio 7 for Zimbabwe...





XS
SM
MD
LG