Accessibility links

Breaking News

Veruzhinji muZimbabwe Vofarira Kusarudzwa kwaVaObama


Vagari vekwaMutare vatambira nemufaro mukuru kusarudzwa kwaVa Barack Obama semutungamiriri mutsva weAmerica.

Vagari ava vanoti zvakaitika musarudzo iyi, zvinoratidza kufamba zvakanaka kwehutongi hwejechetere muAmerica. Asi sekutaura kuri kuita mutori wedu wenhau, Loirdham Moyo, vamwe vagari vekwaMutare vanoti havaone chinoshanduka mumaitiro eAmerica kunyange hazvo VaObama vasarudzwa uye vari munhu mutema

Ukuwo nyanzvi munyaya dzezve matongerwo enyika dzinoti zvaitika muAmerica zvinhu zvinotambirwa nepasi rose.Patience Rusere weStudio 7 aita hurukuru nenyanzvi munyaya dzematongerwo enyika, Muzvare Gladys Hlatshwayo, kuti tinzwe pfungwa dzavo pakasarudzwa kwaVaObama.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7...

XS
SM
MD
LG