Accessibility links

Breaking News

Masangano Akazvimirira Otanga Kupa Vanhu Vanotambura Chikafu


Masangano akazvimirira oga anopa vanhu rubatsiro anoti atanga mabasa awo ekupa vanhau chikafu, kunyange hazvo ari kunzi nehurumende anofanirwa kutanga anyoresa mwedzi uno usati wapera.

Mutauriri weWorld Food Program, VaRichard Lee, vanoti vari kutotarisira kuwedzera huwandu hwevanhu vavanopa chikafu kubva pa 2.7 million kusvika pa 3,2 million panotanga gore rinouya.

VaFambai Ngirande ndivo mutauriri weNANGO.

Patience Rusere weStudio Seven aita hurukuro naVaNgirande kuti tinzwe kuti masangano akazvimirira oga ava papi nemabasa awo ekubatsira vanoshpika.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio 7...


XS
SM
MD
LG