Accessibility links

Breaking News

Madzimai Akazvitakura Oshaya Rubatsiro

Madzimai akawanda akazvitakura anoti ari kudzoswa kudzimba dzavo kana vaenda kumakirinika emumisha yavanogara, sezvo vana nyamukuta vari kuwandirwa nebasa, pamwe nekushomeka kwezvekushandisa pabasa rekusunungutsa vakazvitakura.

Sekutaura kuri kuita mutori wedu wenhau, Safari Njema, vanhukadzi vakawanda vari kuti chinhu chakaoma mazuva ano kuita pamuviri.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7...

XS
SM
MD
LG