MDC inotungamirwa naVa Arthur Mutambara inoti pane vanhu vari kuda kuvhiringidza mafambiro ari kuita nhaurirano pakati pemapato maviri eMDC nereZANU PF. MDC Mutambara inoti pane vanhu vari kufambisa shoko rekuti bato iri riri kudyidzana nere ZANU PF.
VaRenson Gasela ndivo mutevedzeri wemutauriri weMDC Mutambara.
Brenda Moyo weStudio 7 aita hurukuro naVaGasela kuti tinzwe zviri kuitika munhaurirano.
Dzimwe Nhau kuStudio7...