Accessibility links

Breaking News

Amai Williams maMuzvare Mahlangu Voyaura Vari Mutirongo


Vatungamiri weWomen Of Zimbabwe Arise, kana kuti WOZA, Amai Jenni Williams pamwe naMuzvare Magodongo Mahlangu, vachiri muhusungwa umo vava nemazuva makumi maviri nerimwe.

Matare edzimhosva ari kuvanyima mukana wekubvisa mari yechibatiso, kuitira kuti nyaya yavari kupomerwa, itongwe vachibva kudzimba dzavo.

Vaviri ava vakasungwa musi wa 28 Chivabvu, mushure mekuratidzira mumigwagwa yemuHarare. Woza yaiti yainge isiri kufara nemhirizhonga iri kuitika munyika.

VaSimeon Mawanza vanoshanda neAmnesty International – Africa Program.

Patience Rusere weStudio Seven aita hurukuro naVaMawanza kuti tinzwe pamire Amnesty International panyaya yaAmai Williaims namuMuzvare Mahlangu.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio 7...

XS
SM
MD
LG