Accessibility links

Breaking News

Amnesty International Yoshoropodza Zimbabwe Panyaya yeKodzero

Sangano reAmnesty International rinoti nyika dzepasi rose dzinofanirwa kuita muonera pamwe panyika dzakaita se Zimbabwe, Sudan, Gaza, Iraq ne Myanmar, kuitira kuti nyika idzi dzisarambe dzichtyora kodzero dzevanhu.

Mashoko aya ataurwa nemunyori we Amnesty International, Amai Irene Khan, pakuparura gwaro rinoburitsa pachena kutyorwa kuri kuitwa kodzero dzevanhu. VaSimeon Mawanza vanoshanda neAmnesty International vachiongorora zviri kuitika muZimbabwe.

Patience Rusere weStudio Seven atanga nekubvunza VaMawanza kuti gwaro raburitsa neAmnesty International rinoti chii panyaya Zimbabwe.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio 7...

XS
SM
MD
LG