Accessibility links

Breaking News

Mhirizhonga Yotadzisa Kufamba Zvakanaka kweRubatsiro


Masangano akazvimirira oga anobatsira veruzhinji anoti mhirizhonga iri kuitika munyika iri kuvatadzisa kubatsira vanhu nechikafu pamwe nemishonga.

ZimOnline inoti masangano anoti reEcumenical Zimbabwe Network, pamwe nere Co-operation for International Development Solidarity, mamwe emasangano ari kukundikana kunyatsobatsira vanhu nepamusana pemhirizhonga, pamwe nekutya masoja ari kumaruwa.

VaFambayi Ngirande ndivo vanoona nezvekufambiswa kwemashoko musangano re National Association of Non Governmental Organizations, kana kuti NANGO.

Patience Rusere weStudio7 abata VaNgirande kuti tinzwe mamiriro akaita zvinhu.

Dzimwe Nhau Kubva KuStudio 7 ...

XS
SM
MD
LG