Accessibility links

Breaking News

Zanu-PF neMDC Vokakavadzana Panyaya yeMhirizhonga

Mutevedzeri wegurukota rinoona nezve kuburitswa kwemashoko, VaBright Matonga, vanoti kunyange hazvo munyika muine mhirizhonga, MDC iri kuwedzera hudzamu hwemhirizhonga iyi.

VaMatonga vaudza mutori wenhau Blessing Zulu kuti MDC iri kuita izvi kuitira kuti United Nations ipindire. Asi mutauriri weMDC, VaNelson Chamisa, vaudza mutori wenhau Blessing Zulu kuti VaMatonga ndemumwewo wevanhu vari kukonzera mhirizhonga munyika.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio 7...

XS
SM
MD
LG