Accessibility links

Breaking News

Vaongorori veSarudzo vekuSouth Africa Votadza Kuwirirana


Nhengo yechikwata cheku South Africa chiri kuongorora zviri kuitika musarudzo, ingangodzingwe sezvo iri kutaura nevatori venhau zvisiri pachibvumirano chavakaita.

Amai Dianne Kohler Barnard veDemocratic Alliance, vari kupomerwa mhosva nemutungamiri wechikwata ichi, VaKingsley Mamabolo, yekutaura zvavanoda pamusoro pesarudzo. izvo zvisiri mugwara nehurongwa hwavo.

Studio 7 haina kukwanisa kutaura naVaMamabolo kuti tinzwe divi ravo.

VaRejoice Ngwenya inyanzvi munyaya dzematongerwo enyika.

Patience Rusere weStudio Seven aita hurukuro naVaNgwenya kuti tinzwe pfungwa dzavo.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7...

XS
SM
MD
LG