Accessibility links

Breaking News

Mapurisa Anombochengetedza VaTimba  Nhengo yeMDC


Mashoko atiri kutambaira anoti vari kukwidza vakamirira MDC yaVaTsvangirai kuMT Pleasant, VaJameson Timba, vakambochengetedzwa nemapurisa neChipiri mushure mekusungwa paCharles Prince Airport vachida kutora mapepa avo ekushandisa musarudzo.

VaTimba vasungwa nemutyairi wendege uye mumwe wavanoshanda naye, VaGarikai Chuma.

VaTimba vaudza mutori wenhau weStudio 7 Blessing Zulu kuti vasungwa nemapurisa anopfuura gumi nevashanu.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio 7...

XS
SM
MD
LG