Accessibility links

Breaking News

Human Rights Watch Inoti Sarudzo Dzichange Dzisina Kuchena


Sangano reHuman Rights Watch rinoti sarudzo dzegore rino dzichange dzisina kuchena, sezvo hurumende iri kutyora kodzero dzevanhu vanoipikisa, uye mitemo yesarudzo haina kumira zvakanaka .

Mugwaro reHuman Rights Watch raburitswa neChipiri, sangano iri rinoti hurumende iri kutyora mitemo yesarudzo yakawiriranwa nenyika dziri muSADC.

Gwaro iri rinotiwo vanopikisa hurumende vari kunyimwa chikafu.

VaRejoice Ngwenya inyanzvi munyaya dzematongerwo enyika.

Patience Rusere weStudio Seven aita hurukuro naVa Ngwenya kuti tinzwe pfungwa dzavo pagwaro iri.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio 7...

XS
SM
MD
LG