Accessibility links

Breaking News

MDC-Tsvangirai Inoti Voters Roll Haina Kumira Zvakanaka


MDC inoti gwaro revavhoti kana kuti voters roll, harina kumira zvakanaka kunyange hazvo sarudzo dzave kusvika pedyo.

MDC inoti mugwaro iri mune vanhu vakafa, uye pane rimwe bizimisi rekugadzira musoro renhengo yeZanu-PF, rakanyoreswa senzvimbo inogara vanhu vanodarika makumi mashanu.

ZEC inofanira kupa vari kukukwidza musarudzo electronic voters roll, asi haisi kupa mapato anopikisa disc iri. MDC yatokwidza nyaya iyi kudare reHigh Court mushure mekunge dare rinotonga nyaya dzesarudzo, reElectoral Court, rati raita dete panyaya iyi.

Munyori anoona nezvesarudzo muMDC, VaIan Makone, vaudza mutori wenhau weStudio 7 Blessing Zulu kuti gwaro revavhoti harina kumira zvakanaka.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio 7...

XS
SM
MD
LG