Accessibility links

Breaking News

VaMakoni Voenda Kunotsvaga Rutsigiro Kumaruwa


Vaimbova gurukota rezve mari, VaSimba Makoni, avo vari kukwikwidza musarudzo vakazvimirira, neChina vange vari kwaMutoko, Mudzi nekwaMurehwa vachitaura nevanhu vachitsvaga rutsigiro.

Asi VaMakoni vanonzi varambidzwa nemapurisa kupindura mibvunzo kubva kuvanhu kuNyamapanda, sezvo vange vachinzi vange vasina kusuma mapurisa nezvekushanya kwavo.

Asi VaMakoni vaudza vanhu kuti vari kutarisira kukunda musarudzo. Zvinonziwo vesangano revasori vange vachivatevera kwose kwavange vachienda.

Mutori wedu wenhau Thomas Chiripasi aita hurukuro naBlessing Zulu weStudio 7 kutii tinzwe kana vanhu vange vachiratidza kufarira VaMakoni pavavaona.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio 7...

XS
SM
MD
LG