Accessibility links

Breaking News

ZEC Inoti Ine Mabhokisi Ekuvhotera Akakwana


Sangano re Zimbabwe Electoral Commission raramba mashoko ekuti richange richishandisa makadhibhokisi sema ballot boxes musarudzo dzemuna Kurume.

Mashoko aya abuda mubepanhau repa Internet, re New Zimbabwe. Asi ZEC yakaburitsa magwaro aitaura kuti ingangoshandisa mabhokisi asiri pamutemo, sezvo isina mari yekuita izvi.

Asi Chief Operating Officer weZEC, VaUtolile Silaigwana ,vati pane zvakakanganiswa pakunyorwa kwemagwaro eZEC

Patience Rusere weStudio Seven aita hurukuro naVaSiliagwana kuti tinzwe mafambiro ari kuita nyaya iyi.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio 7...

XS
SM
MD
LG