Accessibility links

Breaking News

Inflation Yodarika pa100 000%


Sangano reCentral Statistical Office rinoti inflation yemunyika yasvika pa 100,580%Ukuwo dhora remuZimbabwe rinonziwo radonha kubva pa Z$8 million richienzaniswa nedhora rekuAmerica, kusvika pa $20 million neChina.

Izvi zvinonzi zvapawo kuti mitengo yezvinhu ikwire zvakanyanya.

Doctor Godfrey Kanyenze nyanzvi munyaya dzezvehupfumi, uye vachishanda nesangano reLabour and Economic Research Institute of Zimbabwe .

Doctor Kanyenze vaudzawo mutori wenhau Blessing Zulu weStudio 7 kuti hurumende ndiyo iri kukonzera matambudziko munyaya dzehupfumi.

Mashoko aya atsinhirwawo nemutungamiri weZimbabwe National Chamber of Commerce, Amai Marah Hativagone, avo vaudza mutori wenhau Blessing Zulu kuti vemaindasitiri vaomerwawo nezvinhu.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio 7....

XS
SM
MD
LG