Accessibility links

Breaking News

Reserve Bank Yokundikana Kupa Mabhanga Mari Yakakwana


Mashoko atiri kutambira anoti dambudziko rekushaikwa kwemari riri kuenderera mberi muHarare.

Asi mumaguta akaita seBulawayo, Mutare, neKwekwe, zvinonzi mari iri kuwanikwa shoma mumabhanga.

Mitsetse yevanhu vanga vachida kutora mari muHarare, inonzi yange yakareba. muBulawayo zvinonzi mitsetse yemari yanga iri nani, asi vanhu vanga vachinetseka kutora mari dzavo muma building societies.

Patience Rusere weStudio Seven aita hurukuro nemutungamiri weGraduate School of Management paUniversity of Zimbabwe, VaDennis Nikisi, kuti vatiudze pamire zvinhu panyaya dzemari.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7...

XS
SM
MD
LG