Accessibility links

Breaking News

Britain Yopihwa neDare Masimba Ekudzinga Zvizvarwa zveZimbabwe


Matare emu Britain anonzwa nyaya dzevapoteri vanenge vakundikana kupihwa mvumo yekugara munyika iyi, anoti vanhu vemuZimbabwe vakatadza kupihwa hupoteri vanofanirwa kudzoserwa kumusha kwavo. Mutongo uyu unonzi wakaitwa neChishanu.

Zvizvarwa zvakawanda zvekuZimbabwe zviri kugara ku Britain zvisina kupihwa hupoteri nenyika iyi.

Nhengo dzeZimbabwe Association, pamwe ne Refugee Legal Centre, dziri kuramba kutaura nezvenyaya yemutongo uyu, dzichiti dzinoda kutanga dzaongorora mutongo uyu.

VaNick Ndebele ndivo sachigaro ve Focus Trust, sangano rinomirira vanhu vari kutsvaga hupoteri muBritain.

Patience Rusere weStudio Seven aita hurukuro naVaNdebele kuti tinzwe mafungiro avo pamutongo uyu.

Dzimwe Nhau Kubva KuStudio7...

XS
SM
MD
LG