Accessibility links

Breaking News

Edgars Yovhara Zvitoro Zvayo


Chitoro che Edgars chinoti chichavhara zvitoro zvacho gumi nezvisere zviri munyika, uye zvimwe zvitori zvishanu zvichavharwa muBulawayo, Gweru, Chitungwiza, Highglen, pamwe nekuGwanda, sezvo nyaya yemitengo iri kuvhiringa mashandiro ezvitoro izvi.

Studio Seven haina kukwanisa kutaura naChief Executive Officer, ve Edgars, VaRaymond Mlotshwa, sezvo vanga vari mumusangano.

Patience Rusere weStudio Seven aita hurukuro nemutungamiri webazi re Graduate School of Management paUniversity of Zimbabwe, VaDennis Nikisi, kuti tinzwe maonero avo padambudziko rakatarisana ne Edgars.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio 7...

XS
SM
MD
LG