Accessibility links

Breaking News

Masangano Akazvimirira Oga Osangana muBulawayo neMugovera

Masangano akazvimirira oga ari kusangana muBulawayo neMugovera, kuitira kuti aise misoro pamwe chete pazvinetswa zvakatarisana nenyika.

Musangano wemangwana uri kurongwa neZimbabwe Social Forum. VaHopewell Gumbo ndivo programs officer we Zimbabwe Coalition on Debt and Development, ZIMCODD, iyo iri kutungamirira muhurongwa hweMugovera muBulawayo.

Patience Rusere weStudio Seven aita hurukuro naVaGumbo kuti tinzwe chinangwa chemusangano uyu.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio 7...

XS
SM
MD
LG