Accessibility links

Breaking News

Hurumende Yosiya Vadzidzisi Pahurongwa hwe Mobile Registration Exercise

Vadzidzisi vakawanda vanoti hurumende haisi kuvadaidza kuti vapinde muhurongwa hwekubatsira hwe mobile registration, sezvayaisimboita makore ose. Sachigaro weZimbabwe Electoral Support Network, kana kuti ZESN, VaNoel Kututwa, vanoti kunyange hazvo vasina huwandu hwevadzidzisi vari muhurongwa uhu, vanoti vadzidzisi vari kudaidzwa nehurumende vashoma mazuva ano.

VaKututwa vanoti vadzidzisi vanenge vasingachafarirwe nehurumende nekuti vanofungidzirwa kuti vatsigigre veMDC. VaRaymond Majongwe ndivo munyori mukuru weProgressive Teachers Union of Zimbabwe.

Patience Rusere weStudio Seven atanga nekubvunza VaMajongwe kuti ichokwadi here kuti vadzidzisi vave vashoma muhurongwe hwe mobile registration.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio 7...

XS
SM
MD
LG