Accessibility links

Breaking News

Masangano Akazvimirira Oga Anosangana muHarare


Masangano akazvimirira oga asangana muHarare manheru eChitatu umo vari kukurukura basa rakapihwa mutungamiri we South Africa, VaThabo Mbeki, rekugadzirisa gakava rezve matongerwo enyika ranetsa muZimbabwe.

Musangano uyu warongwa ne Crisis In Zimbabwe Coalition. Mamwe masangano ari pamusangano uyu, anosanganisira, ZINASU, Crisis In Zimbabwe Coalition, pamwe ne N-C-A. Crisis In Zimbabwe Coalition inoti hurukuro dzakadai, dzichaitwa mudzimwe nzvimbo dzemunyika.

VaMurdoch Chivasa ndivo mutauriri weNCA.

Patience Rusere weStudio Seven atanga nekubvunza VaChivasa kuti zvii zviri kutaurwa pamusangano uyu.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio Seven...

XS
SM
MD
LG