Accessibility links

Breaking News

Dzimwe Nhengo dzeZinasu Dzinoburitswa Muhusungwa


Vadzidzi vemuzvikoro zvepamusoro soro vanosvika gumi nevashanu vaburitswa muhusungwa muHarare neChitatu, pasina mhosva yavapomerwa.

Vamwe vevadzidzi ava, vakasungwa apo vayienda kumusangano wekunamatira nyika ku Zimbabwe Grounds, vamwe vavo vakasungwa nezuro. Asi vamwe vadzidzi vashanu vakasungwa kuMasvingo neMuvhuro, vanonzi vachiri muhusungwa, uye mapurisa haasati avapomera mhosva.

Co-ordinator weZinasu, VaWashington Katema, vaudza mutori wenhau dzeStudio 7, Patience Rusere, kuti vadzidzi ava vava papi.

Dzimwe Nhau DzeStudio 7...

XS
SM
MD
LG