Accessibility links

Breaking News

NCA Inovhura Hofisi muSouth Africa

NCA inoti yava nehofisi mu South Africa, kuitira kuti ifambise mabasa ayo nemazvo.

Sachigaro we NCA, Doctor Lovemore Madhuku, vanoti sangano ravo ratora danho iri kuitira kuti vashandi varo vashande vakasununguka, kwete kugara vakashungurudzwa nehurumende, izvo vanoitwa kana vari muZimbabwe. NCA inogara yakapinda mumigwagwa ichiratidzira. Munguva iyi, vashandi vesangano iri vanogara vakanetswa nemapurisa

Mutori wenhau dze Studio7, Patience Rusere abvunza VaMadhuku kuti seyi vafunga kuvhura hofisi iyi, uye kuti basa racho richange richifambiswa seyi.

Dzimwe Nhau Dze Studio 7...

XS
SM
MD
LG