Accessibility links

Breaking News

PaMother's Day: Muimbi Nox Guni Anoti Akanyorera Amai Vake Kambo


Nox Guni
Nox Guni

Muimbi ane mukurumbira zvikuru munyika Nox Guni anoti akanyorera amai vake kambo kekuvatenda kanaonzi “Amai”.

Nox anoti baba vake vakashaya muna 2018 asi amai vake vakaramba vakashinga kuriritira mhuri.

Muimbi uyu anoti mumhuri yavo vatanhatu, vakomana vashanu nemusikana mumwe chete.

Ati, “Pazuva ranhasi reMother’s Day, ana amai tinokukutendai nemabasa makukutu amunobata.” Aenderera mberi achiti, “Kuva amai, chinhu chakakosha, kunzi amai it’s a privileged kubva kuna Mwari, it’s a blessing.”

please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:01:51 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Forum

XS
SM
MD
LG