Accessibility links

Breaking News

Makambani Mazana Matanhatu Oratidzira kuZITF


Japan Kenya
Japan Kenya

Musika wekutenga nekutengeserana weZimbabwe International Trade Fair uri kutanga nhasi kuBulawayo.

Sachigaro webhodhi reZITF VaSibusisa Moyo vaudza Studio 7 kuti kune makambani mazana matanhatu anenge achiratidzira zvigadzirwa zvawo achibva kuAmerica, Britain, gungano reEuropean Union, Australia nedzimwe nyika.

Asi vati nyika yeChina ndiyo ine makambani akawanda kudarika dzimwe nyika kumusika uyu.

Musika uyu uchavhurwa zviri pamutemo nemutungamiri weKenya VaWilliam Ruto.

Uyu musika wechimakumi makumi matanhatu nemana kana kuti 64th Edition.

please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:03:30 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Forum

XS
SM
MD
LG