Accessibility links

Breaking News

Muna 2024 Chete Vanhu Gumi neVashanu Vaida Kukwikwidza Musarudzo dzemuMexico Vaurayiwa neVanotengesa Zvinodhaka


Mutungamiri wenyika yeMexico VaAndrés Manuel López Obrador vanoti vari kunzwa kusuwa kukuru mushure mekunge Amai Bertha Gaytán vange vazivisa kuti ari kuda kukwikwidza musarudzo dzameya weguta weguta reCelaya apfurwa akafa.

Amai Gaytan vange vambokumbira kuti vachengetedzwe nemapurisa.

Sarudzo dzekuMexico dziri kuitwa musi wa 2 Chikumi uye vanhu gumi nevashanu vaurayiwa gore rino chete nevanofungidzirwa kuti vanotengesa zvinodhaka vanoda kuti vanhu vavo vatore zvigaro mukanzuru

Forum

XS
SM
MD
LG