Accessibility links

Breaking News

Muzvare Tazvitya veKuZimbabwe Votyaira Marori Vachitenderera muEurope


Muzvare Sikhanyisiwe Tazvitya
Muzvare Sikhanyisiwe Tazvitya

Chimwe chizvarwa cheZimbabwe, Muzvare Sikhanyisiwe Tazvitya, avo vanogara kuPoland, vachiita basa rekutyaira marori kana kuti magonyeti vanoti hapana basa rinonzi rinoitwa nevarume chete.

Vakatanga vachityaira marori kuHwange vakashandira kwaMutare, Pepsi nemamwe vachityaira marori kusanganisira ekuvakisa kana kuti “earth-moving” uye mota dzekudzima moto. Parizvino vanotyaira vachienda kuItaly, Spain, Germany, France, Belgium nedzimwe nyika. Muzvare Tazvitya vaudza

Vane peji ravo padandemutande reFacebook riri kutevererwa nevanhu vanosvika zviuru makumi mapfumbamwe nezvitatu kana kuti 93 000. Peji iri rinonzi Ladytruckerzim.

Muzvare Sikhanyisiwe Tazvitya
Muzvare Sikhanyisiwe Tazvitya

Muzvare Tazvitya vanoti vakatanag zvekufarira motokari kubva vachiri mudiki vamwe vasikana vachibika mahumbw ivo vaitambisa motokari dzewaya nevakomana.

please wait

No media source currently available

0:00 0:05:19 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Forum

XS
SM
MD
LG