Accessibility links

Breaking News

Gurukota reVashandi VaJuly Moyo Vosvikirana Muhofisi neTsamba yeVarairidzi Vari Kuda Kuwedzerwa Mari


Gurukota rezvevashandi July Moyo,

Gurukota rinoona nezvevashandi richangobva mukutora mhiko VaJuly Moyo vabva vangotanga basa vachisangana netsamba yenyunyuto kune rimwe sangano revarairidzi reAmalgamated Rural Teachers Union of Zimbabwe kana kuti ARTUZ.

Varairidzi vanoti vario kuda mari yemuhoro inodarika chiuru chimwe chete nemazana maviri kana kuti US$1,200.

Hatina kukwanisa kubata VaMoyo sezvo vanzi vange vari mumusangano. Asi gurukota reazvemari Muzvinafundo Mthuli Ncube vanogara vachiti vanotanga vamboona kuti muhomwe yehurumende makamira sei vasati vawedzera mari. Mukuzeya nyaya iyi tabata munyori mukuru weARTUZ VaRobson Chere.

Forum

‚Äč
XS
SM
MD
LG