Accessibility links

Breaking News

Nyakuponda neKudya Nyama yeVanhu muHarare neBulawayo Osungwa


VaPaul Nyathi -Police
VaPaul Nyathi -Police

Mutauriri wemapurisa Assistant Commissioner Paul Nyathi vanoti mapurisa asunga Thandolwenkosi Ndlovu ari kupomerwa mhosva dzekuponda vanhu vashanu pakati peguta reHarare kubva musi wa 28 Nyamavhuvhu kusvika nezuro.

Anonzi mushure mekuvaponda aibva abika nekudya matumbu avo nedzimwe nhengo dzemuviri.

Ari kupomerwawo mhosva yekuponda vanhu vatatu kuBulawayo muna 2021. Mapurisa anoti haana humbowo hwekuti aiita izvi nekuda kwekuromba.

Forum

‚Äč
XS
SM
MD
LG