Accessibility links

Breaking News

Mapurisa eMuAmerica Otsvaga Ari Kufungidzirwa Kuti Akauraya Vanhu Vashanu


A posted wanted sign for a mass shooting suspect is shown, May 2, 2023, in the neighborhood where the shooting occurred Friday, in Cleveland, Texas.
A posted wanted sign for a mass shooting suspect is shown, May 2, 2023, in the neighborhood where the shooting occurred Friday, in Cleveland, Texas.

Mapazi emapurisa nematikitivha anodarika mazana maviri nemakumi mashanu kusanganisira veUS Marshals vabatana nevekuTexas kutsvaga mumwe murume ane makore makumi matatu nemasere Francisco Oropeza uyo ari kupomerwa mhosva yekuuraya vavakidzani vake vashanu vose vachibva kuHondurus ndokuita chitsoka ndibereke.

Kunyangwe paine imbwa dziri kubatsira kumuvhima uye mubairo wemari inosvika zviuru makumi masere zvemadhora kune anenge amubata, hapana ati aziva kuti ari kupi. Pfuti yaakashandisa yakawanikwa musango.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG