Accessibility links

Breaking News

Rimwe Bato Rinopikisa Roparurwa Zviri PaMutemo


Amai Teclar Imbayarwo - Zim People's Movement
Amai Teclar Imbayarwo - Zim People's Movement

Rimwe bato rinopikisa idzva rinopikisa reZimbabwe Peoples’ Movement riri kutungamirirwa naAmai Tecla Imbayarwo rakaparurwa muHarare nezuro.

Amai Imbayago vakaudza vatori venhau kuti vakaumba bato iri vaone kutambura kwoita vana veZimbabwe. Vati donzvo ravo nderekuona kuti hupfumi hwenyika hwadyiwa nezvizvarwa zvenyika zvese.

Amai Imbayarwo vatiwo vanoda kuti munhu wese anekodzero yekuvhota akwanise kunyoresa kuvhota.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG