Accessibility links

Breaking News

General Musharraf Vakambotungamira Pakistan Vashaya Vari muHupoteri kuDubai


Vaimbova mutungamiri wenyika yePakistan VaPervez Musharraf vashaya kuDubai nhasi vave nemakore makumi manomwe nemapfumbamwe kana kuti 79.

FGen. Pervez Musharraf
FGen. Pervez Musharraf

Vanonzi vange vave nenguva yakareba vachirwara nechirwere chinonzi Amyloidosis chinopa kuti nhengo dzemuviri dzisashande zvakanaka.

VaMusharraf vakatora masimba mushure mekushandisa mauto kupidigura hurumende yevaive mutungamiri wehurumende wenyika iyi VaNawaz Sharif muna 1999. Vakatungamira nyika kusvika muna 2008.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG