Accessibility links

Breaking News

Nhengo yeCCC Yakasungwa kuBudiriro Yobatwa neCovid-19 Mujeri


Nhengo dzeCCC dziri mudare
Nhengo dzeCCC dziri mudare

Mumwe wenhengo makumi maviri nenhanhatu dzebato reCitizens Coalition for Change dzakasungwa kuBudiriro svondo rapera anonzi abata chirwere cheCovid 19 ari kujeri kwavakachengetedzwa. Izvi zvabuda mudare panga pachinzwikwa chikumbiro chekuti nhengo idzi dzipihwe mukana wekubhadhara mari yechibatiso.

Vanhu vange vcari mudare vakatyamadzwawo nemashoko aVaMagejo ekuti vasungwa ava havana kuvhiringidza mapurisa kuvasunga asi mapepa ekuvapometa mhosva avaverengeswa achiti vasungwa ava vakavhiringidza mapurisa kuvasunga pavakazosungwa zvechisimba.

please wait

No media source currently available

0:00 0:06:01 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG