Accessibility links

Breaking News

Tunisia Yova Nyika yeKutanga muAfrica Kubuda Mumakwikwi eFIFA World Cup22


Tunisia yave nyika yekutanga muAfrica kubuda mumakwikwi eFIFA World Cup 2022 ari kutambirwa kuQatar. Izvi zviri kuitika kunyangwe Tunisia iyo iri muGroup D yaita zvange zvisingafungidzirwe nevakawanda zvekurova France 1-0.

Australia iri kuenderera mberi mumakwikwi aya neFrance yarova Denmark 1-0.

Panyika dzimwe dzemuAfrica dziri kumakwikwi aya, Senegal kusvika parizvino ndiyo yabudirira kuenderera mberi muGroup A. Dzimwe nyika dzasara iGhana, Cameroon neMorocco.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG