Senegal yave nyika yekutanga muAfrica kupinda muchikamu chechipiri chemakwikwi eWorld Cup kuQatar. Senegal yakunda Ecuador 2-1 muGroup A.
Yabudirira kuenda kuchikamu chenyika gumi nenhatu kana kuti Group of 16 pamwe neNetherlands yakunda Qatar 2-0 muGroup A zvekare.
Facebook Forum