Accessibility links

Breaking News

VaMnangagwa Vokumbira Kuchema Muzukuru Wavo Yasha Murunyararo


Mutungamiri wenyika VaEmmerson Mnangagwa nemudzimai wavo Amai Auxillia Mnangagwa
Mutungamiri wenyika VaEmmerson Mnangagwa nemudzimai wavo Amai Auxillia Mnangagwa

Munyori mukuru mubazi rezvekuburitswa kwemashoko VaNick Mangwana vaburitsa mashoko kuvatori venhau kuti muzukuru wemutungamiri wenyika VaEmmerson Mnangagwa, Yasha Mafidi Mnangagwa ashaya mushure mekutadza kunyatsofema zvankanaka mune chimwe chipatara chemuHarare.

Mumashoko kuvatori venhau, VaMangwana vati mhuri yaVaMnangagwa iri kuda kuti imbochema muzukuru wavo ane makore mashanu murunyararo.

Yasha, mwana wemumwe mwanakaomana waVaMnangagwa, Sean. Sean anova ari muZimbabwe National Army ane mumwe mupatya wake, Collins.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG