Accessibility links

Breaking News

Lancelot Mapfumo Otarisirwa Kuradzikwa muHarare Nhasi


Muimbi Thomas Mapfumo nemufi, Lancelot Mapfumo achirova ngoma kurudyi

Lancelot Mapfumo aiimba nechikwata cheBlacks Unlimited chakavambwa nemukom wake Thomas “Mukanya” Mapfumo ari kutarisirwa kuradzikwa kumarinda eWarren Park muHarare nhasi.

Mufi, aizivikanwa nekurovawo ngoma akashaya kuAmerica nechirwere chegomarara.

Mutauriri wemhuri yekwaMapfumo VaBlessing Vava vaudza Studio 7 kuti vaimb vakawanda munyika pamwe uye vatsigiri vemumhanzi weChimurenga vakaungana kuMbare pa109 Muchirahondo Street.

please wait

No media source currently available

0:00 0:02:21 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG