Mambokadzi wekuBritain kana kuti Queen Elizabeth vanonzi vari kutariswa navanachiremba sezvo vari kurwara zvakanyanya. Vanonzi vari kuBalmoral Castle.
Mashoko abva kumuzinda wavo weBuckingham Palace anoti mhuri yavo iri kushushikana zvikuru nehurwere uhu.
Mambokadzi Elizabeth vave nemakore makumi mapfumbamwe nematanhatu ekuberekwa
Facebook Forum