Accessibility links

Breaking News

Dambudziko reKushandisa Zvinodhaka Rotekeshera muNyika


.

Nyanzvi munyaya dzezve hutano uye vari chiremba Doctor Simbiso Ranga vari kukuridzira vanhu vane hama dziri kutora zvinodhaka kuti vatore izvi sechirerwe uye vaendesa vanenge vaine dambudziko iri kunorapwa navachiremba.

Dr Ranga varikupa kuridziro iyi mushure mekukwira kurikuita huwandu hwevanhu varikutota zvino dhaka munyika.

please wait

No media source currently available

0:00 0:02:35 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Tichiri panyaya iyi, mutungamiri wesangano re Zimbabwe Civil Liberties and Drug Network VaWilson Box avo vanoshanda nevanotora zvinodhaka vanoti dambudziko iri ratekeshera munyka uye vamwe vanhu kunyanya vechidiki vari kutora zvinodhaka izvo zvave kukonzeresa dambudziko rekurasika kwepfungwa kune vamwe nezvimwewo.

"Parizvino tiri kukurudzira mhuri yeZimbabwe kuti ibatane izeye nyaya iyi kuti pawanikwe rubatsiro rwekubatsira vari kutarisana nedambudziko iri ." VaBox vaudza Studio7.

please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:02:04 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG