Accessibility links

Breaking News

VaObama Vodoma Vaimbi vekuNigeria Pane Vamwe Vane Mimhanzi Yavari Kuteerera


Burna Boy weku Nigeria
Burna Boy weku Nigeria

Vaimbova mutungamiri wenyika yeAmerica VaBarack Obama vaburitsa nziyo uye mabhuku avanenge vachiverenga nekuteerera munguva yezhizha.

Pane mimanzi yavati vanenge vachiteerera pane vaimbi cekuNigeria vana vanoti Burna Boy, Tems, Pheelz, naBNXN.

Vamwe vaimbi varipo vanosanganisira Beyonce, Kendrick Lamar, Drake, Rihanna nevamwe.

Rihanna
Rihanna

VaObama vanoti vanodzidza zvakawanda kubva kumhinduro dzinopihwa nevanhu pose pavanoburitsa zvavanenge vachiverenga nekunzwa vachiti mimhanzi inobatsira kubatanidza vanhu.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG