Accessibility links

Breaking News

Chizvarwa cheZimbabwe, VaTino Mambeu, Voenda Mberi neMabasa eKuisa Magetsi eMhando dzeMoto weZuva neMhepo muSouth Africa


Gwenya remagetsi ezuva rakagadzirwa naVaTino Mambeu nekambani yavo yeUlwazi Energy Technologies.
Gwenya remagetsi ezuva rakagadzirwa naVaTino Mambeu nekambani yavo yeUlwazi Energy Technologies.

Muchikamu chedu chatinotarisa zviri kuitwa nezvizvarwa zveZimbabwe zviri kunze kwenyika, tine hurukuro nechizvarwa cheZimbabwe, VaTino Mambeu, vanove nyanzvi munyaya dzemhando dzemoto wezuva pamwe newemhepo, kana kuti solar and wind energy vachishanda vari muJohannesburg, kuSouth Africa.

VaMambeu, vanove mukuru wekambani yeUlwazi Energy Technologies, vanoti vakatanga vachingoisa magetsi emazuva ose aya vasati vapinda mukuteya moto wezuva neunobva mumhepo.

Vanoti vanotarisira kuti gore ravanozodzokera kumusha vanonoenderera mberi nekuita basa iri, uye vari kukurudzira hurumende kuti isabhadharisa mitero pamidizyo yemabasa avanenge vachiita vari kunze kwenyika kana vodzokera kumusha nayo.

DIASPORA PROFILE-TINO MAMBEU-JONGA 06 JULY 2022 (LONG VERSION).wav
please wait

No media source currently available

0:00 0:04:58 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG