Accessibility links

Breaking News

America Yopemberera Zuva Rekuwana Kuzvitonga Kuzere Kubva kuBritain.


Mutungamiri weAmerica Joe Biden nemudzimai wavo Amai Jill Biden
Mutungamiri weAmerica Joe Biden nemudzimai wavo Amai Jill Biden

America nhasi iri kupemberera zuva rekuwana kuzvitonga kuzere kubva kuBritain.

Mutungamiri wenyika VaJoe Biden nemudzimai wavo Amai Jill Biden vari kuita mabiko kumuzinda weWhite House muWashington DC. Mumatunhu akasiyana siyana muri kuitwa mabiko.

America yakawana kuzvitonga kuzere muna 1776.

Zvizvarwa zveZimbabwe zviri muAmerica zviri kupembererawo zuva iri.

HURUKURO NAMUFUNDISI CHAKA NGWENYA-JULY 4TH
please wait

No media source currently available

0:00 0:03:12 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG