Accessibility links

Breaking News

VaChiwenga Voroora Mudzimai weChitatu Mumakore Gumi neMaviri


Mutevedzeri wemutungamiri wenyika General (Rtd) Constantino Chiwenga

Mutungamiri wenyika VaEmmerson Mnangagwa vazivisa kuti mutevedzeri wavo VaConstantino Chiwenga avo vakarambana nemudzimai wavo, Muzvare Marry Mubaiwa, vakaroora mudzimai mutsva aive muchiuto, Colonel Miniyothabo Baloyi.

Mashoko aya aziviswa kuburikidza nemunyori mukuru wedare remakurukota VaMisheck Sibanda.

VaConstantino Chiwenga nemudzimai wavakaramba Muzvare Marry Mubaiwa
VaConstantino Chiwenga nemudzimai wavakaramba Muzvare Marry Mubaiwa

Uyu muchato wechitatu wavachiwenga mukati memakore gumi nemaviri. VaChiwenga vainge vakamboroora Amai Jocely Mauchaza uye Muzvare Marry Mubayiwa.

Michato miviri iyi haina kupera zvakanaka sezvo yakanoperera kumatare paine kukakavadzana kunotyisa. VaChiwenga vainge vaine mumwe mudzimai vasati varoora

Facebook Forum

‚Äč
XS
SM
MD
LG