Accessibility links

Breaking News

ZIMSEC Yozivisa nezveKubuda kweBvunzo dzeO' Level


Muzvinafundo Eddie Mwenje sachigaro webhodhi reZimbabwe School Examinations Council kana kuti ZIMSEC mumashoko kuvatori venhau vazivisa kuti vadzidzi kutanga nemusi weChitau vanokwanisa kuona nekutora zvakabuda mubvunzo dzeO level.

Mukuru weSchool Development Association, sangano rinoona nezvebudiriro muzvikoro VaBanny Manokore vanoti vafara mekubuda kwebvunzo idzi nekutiwo vana vakati wandei vakapasa kudarika vegore rapera.

Hurukuro naVaBanny Manokore
please wait

No media source currently available

0:00 0:00:45 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Facebook Forum

‚Äč
XS
SM
MD
LG