Accessibility links

Breaking News

VaBiden Voparura Hurongwa HweMamiriro Akaita Nyika


State of the Union Biden Promises

Mutungamiri wenyika yeAmerica VaJoe Biden vari kuratisirwa mangwanani ano kuparura hurongwa hwavo hwemamiriro akaita zvinhu munyika mavo apo vanhu vakawanda vari kuti havasi kufara negwara renyika munyaya dzezvematongerwo enyika uye hupfumi.

VaBiden vari kutarisirwa kutaura nezvematanho avo kugadzirisa nyaya dzezvehupfumi uyewo kutaura nezvehondo iri kuukraine iyo iri kurwiswa nenyika yerussia.

Mutungamiri wenyika yeAmerica ari kutarisirwawo kutaura nezvechirwere cheCovid-19. Studio 7 ichange ichikupai zviri kuitika kudare reparamende reUS state Capital muWashington DC panenge pachitaura VaBiden.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG