Accessibility links

Breaking News

Chiziviso Chakakosha Kubva kuStudio 7


Vateereri veStudio 7 tine chiziviso chakakosha. Kutanga svondo rino kusvika musi wa 3 Kubvumbi tichange tichikupai chimwe chirongwa cheLivetalk nemusi weMugovera neSvondo kubva na8 kusvika na 9 manheru.

Tichange tichitarisa nyaya yesarudzo dzemaby-elections ari kuitwa musi wa 26 Kurume. Muchirongwa ichi, tichitaura nemi vateereri, vari kukwikwidza musarudzo idzi uye nyanzvi munyaya dzesarudzo nezvematongerwo enyika.

Facebook Forum

Zvakafanana

‚Äč
XS
SM
MD
LG